Chuma - Wikipedia

Svetuka kuchirochemo

Zvirozvemo

chichinura kubhaaredivi viga
  • Pekutanga
  • 1 Mutsika dzeVashona
  • 2 Mamwe Mazwi
  • 3 Mitauro yeBantu
  • Zanhi
  • Hurukuro
chiShona
  • Werenga
  • Chinjirudza
  • Chinjirudza mabviro
  • Ringa nhoroondo
Maturusi Maturusi chichinura kubhaaredivi viga Zviito
  • Werenga
  • Chinjirudza
  • Chinjirudza mabviro
  • Ringa nhoroondo
Chikumbi
  • Zvakakochekera pano
  • Zvinoenderana nezvashandukwa
  • Isa fayera
  • Mazanhi akakosha
  • Horokodzwa yezanhi
  • chinjirudza zanhi rino
  • Get shortened URL
  • Download QR code
Tsikisa/endesazhe
  • Create a book
  • Tutunura se PDF
  • Uhlovo unotsikika
Mumimwe mwishumo
  • Wikimedia Commons
  • Wikidata chinhu
Mataridziko chichinura kubhaaredivi viga Kubva Wikipedia
Chuma chemaruva

Chuma (ku Chingezi: bead) kana Shambo chinhu chidiki, chekushongedza chinoumbwa mumhando dzakasiyana uye saizi yechinhu chakadai sedombo, bhonzo, goko, girazi, pwastiki, huni kana parera uye ine gomba diki rekusunga kana tambo.

Mutsika dzeVashona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Chuma chakasiyana.

Chuma chinoshandiswa panguva yekuroorwa, vakadzi vanoipfeka pahuro. Pamusoro pezvo chuma chinopfekwa mumaoko, mumakumbo, pahuma, mumusoro uye muchiuno nehudyu.

Chinyorwa chino chiri kuunganidza mashoko anoreva chuma kana zvirukwa zvine chuma.

  • Chuma (small beads),
  • Chimhote kana mukanda (waist beads; gedho (girdle), dumwa (sash) kana bhande rechuma rinopfekwa nevakadzi). Kune zita remhuri rinonzi Muganda.
  • Chinhowe kana chuma chekiwani (pink/rose-coloured bead).
  • Ruzuma (chuma chidiki diki),
  • Rundanyara (chuma kana chishongo chinoiswa pahuma (across forehead) kana runaro; tsungare, rusore.
  • Chamugo (stringed to tuft of hair).
  • Mukonde (geridho ye zvuma (girdle of beads).
  • Hadza?? (large string of beads).
  • Chipete (sewn in a circle, for head-dress)
  • Nanda (sewn zigazag) kana nhanda.
  • Chinyamungwari (Beads sewn on in lozenge (rhombic) pattern.
  • Mhanda (Large bead). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Chimhanda?
  • Chuma che chiningoningoni (wrists beads) Chuma che chiningoningoni (wrists beads)
  • Chuma chechiuno Chuma chechiuno
  • Chuma chehuro Chuma chehuro
  • Chuma Chuma

Mamwe Mazwi

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kutunga Chuma (tp string beads together) zvinoreva kuruka chuma.
  • Chuma chiswita (n. Pink beads).
  • Mundende wechuma (n. Bunch of beads).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti amadube (n. Beadwork with different coloured stripes running horizontally) kureva chuma chine mitsetse inotevedza tambo.
  • Baila vanoti kutunga (to pierce as when sewing thatch on), kutunga rwodzi pakupfirira imba.
  • Baila vanoti kutunga (to thread a needle, to thread beads) kutunga tsono kana kutunga chuma.
  • VaKwere vanoti usalu (n. beads) vachireva chuma. Chuwabo vanoti zango kana mazango (n. beads) vachireva chuma.
  • VaWanga vanoti eshuma (string of beads; sometimes used of a single bead) vachireva chuma.
  • Nsenga vanoti cuma (n. property, effects) vachireva pfuma
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chuma&oldid=108715" Mipanguro:
  • Zvipfeko
  • Mashoko eChishona akabva kuChiswahiri

Từ khóa » Chuma